1 Samueri 2:21 BDMCS

21 Zvino Jehovha akava nenyasha kuna Hana; akabata pamuviri akabereka vanakomana vatatu navanasikana vaviri. Zvichakadaro, mukomana uyu Samueri akakura ari pamberi paJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 2

Maonero 1 Samueri 2:21 akapoteredza