1 Samueri 20:30 BDMCS

30 Kutsamwa kwaSauro kwakanganduma nokuda kwaJonatani, akati kwaari, “Iwe mwanakomana womukadzi akatsauka uye anomukira! Unoti handizivi kanhi kuti unowirirana nomwanakomana waJese kuti uzvinyadzise, iwe uyewo kuti mai vako vakakubereka vanyadziswe.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 20

Maonero 1 Samueri 20:30 akapoteredza