1 Samueri 20:31 BDMCS

31 Kana mwanakomana waJese achirarama panyika ino chete, iwe kana umambo hwako haungasimbiswi. Iye zvino tuma munhu auye naye kwandiri, nokuti anofanira kufa!”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 20

Maonero 1 Samueri 20:31 akapoteredza