1 Samueri 21:1 BDMCS

1 Dhavhidhi akaenda kuNobhi, kuna Ahimereki muprista. Ahimereki akadedera paakasangana naye, akati, “Seiko uri woga? Sei pasina wawauya naye?”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 21

Maonero 1 Samueri 21:1 akapoteredza