1 Samueri 21:2 BDMCS

2 Dhavhidhi akapindura Ahimereki muprista akati, “Mambo akandirayira rimwe shoko akati kwandiri, ‘Hapana anofanira kuziva kana chinhu pamusoro pezvawafambira uye zvawarayirwa.’ Asi kana vari vanhu vangu, ndakavataurira kuti vasangane neni pane imwe nzvimbo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 21

Maonero 1 Samueri 21:2 akapoteredza