1 Samueri 23:5 BDMCS

5 Saka Dhavhidhi navanhu vake vakaenda kuKeira, vakarwa navaFiristia uye akavatorera zvipfuwo zvavo. Akauraya vaFiristia vakawanda kwazvo akaponesa vanhu vokuKeira.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 23

Maonero 1 Samueri 23:5 akapoteredza