1 Samueri 23:6 BDMCS

6 (Zvino Abhiatari mwanakomana waAhimereki akanga auya neefodhi paakatiza achidzika kuna Dhavhidhi kuKeira.)

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 23

Maonero 1 Samueri 23:6 akapoteredza