1 Samueri 25:2 BDMCS

2 Mumwe murume weMaoni, uyo akanga ane pfuma ikoko paKarimeri, akanga akapfuma kwazvo. Akanga ane mbudzi chiuru uye makwai zviuru zvitatu, akanga achiveura paKarimeri.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 25

Maonero 1 Samueri 25:2 akapoteredza