1 Samueri 25:3 BDMCS

3 Zita rake rainzi Nabhari uye zita romukadzi wake rainzi Abhigairi. Mukadzi akanga akangwara uye akanaka kwazvo, asi murume wake muKarebhu, akanga ane mwoyo mukukutu akaipa pamagariro ake.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 25

Maonero 1 Samueri 25:3 akapoteredza