8 Abhishai akati kuna Dhavhidhi, “Nhasi Mwari aisa muvengi wenyu mumaoko enyu. Zvino regai ndimubayire pasi kamwe chete nepfumo rangu; handimbomubayi kaviri.”
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 26
Maonero 1 Samueri 26:8 akapoteredza