1 Samueri 26:9 BDMCS

9 Asi Dhavhidhi akati kuna Abhishai, “Usamuparadza! Ndianiko angagona kutambanudza ruoko rwake pamuzodziwa waJehovha akashaya mhosva?

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 26

Maonero 1 Samueri 26:9 akapoteredza