1 Samueri 29:10 BDMCS

10 Zvino muka mangwanani-ngwanani, pamwe chete navaranda vatenzi wako avo vakauya newe, ugobva achiri mangwanani pakunotanga kuchena.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 29

Maonero 1 Samueri 29:10 akapoteredza