1 Samueri 29:9 BDMCS

9 Akishi akati, “Ndinoziva kuti wanga uchifadza pamberi pangu somutumwa waMwari; asi zvazvo, vakuru vehondo yavaFiristia vati, ‘Iye haafaniri kuenda nesu kuhondo.’

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 29

Maonero 1 Samueri 29:9 akapoteredza