1 Samueri 4:4 BDMCS

4 Naizvozvo vanhu vakatuma varume kuShiro, uye vakadzosa areka yaJehovha Wamasimba Ose uye agere pachigaro choushe pakati pamakerubhi. Zvino vanakomana vaviri vaEri, Hofini naFinehasi, vaivapo neareka yesungano yaMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 4

Maonero 1 Samueri 4:4 akapoteredza