5 Areka yesungano yaJehovha payakauya mumusasa, Israeri yose yakapururudza uye vakaita ruzha rukuru zvokuti pasi pakatinhira.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 4
Maonero 1 Samueri 4:5 akapoteredza