1 Samueri 6:13 BDMCS

13 Zvino vanhu veBhetishemeshi vakanga vachikohwa gorosi ravo mumupata, uye pavakasimudza misoro yavo vakaona areka, uye vakafara nokuiona.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 6

Maonero 1 Samueri 6:13 akapoteredza