1 Samueri 6:14 BDMCS

14 Ngoro yakauya kumunda waJoshua weBhetishemeshi uye ipapo yakamira parutivi rwedombo guru. Vanhu vakatematema mapuranga engoro uye vakabayira mhou idzi sechipiriso chinopiswa kuna Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 6

Maonero 1 Samueri 6:14 akapoteredza