1 Samueri 6:21 BDMCS

21 Ipapo vakatumira nhume kuvanhu veKiriati Jearimi vachiti, “VaFiristia vadzosa areka yaJehovha. Dzikai kuno muzoitora kuti muende nayo kwenyu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 6

Maonero 1 Samueri 6:21 akapoteredza