1 Samueri 7:1 BDMCS

1 Saka varume veKiriati Jearimi vakauya vakatora areka yaJehovha. Vakaiendesa kuimba yaAbhinadhabhi pachikomo uye vakatsaura Ereazari mwanakomana wake kuti achengete areka yaJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 7

Maonero 1 Samueri 7:1 akapoteredza