1 Samueri 7:2 BDMCS

2 Areka yakaramba iri paKiriati Jearimi kwenguva yakareba kwazvo, makore makumi maviri pamwe chete, uye vanhu vose veIsraeri vakachema uye vakatsvaka Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 7

Maonero 1 Samueri 7:2 akapoteredza