1 Samueri 7:3 BDMCS

3 Ipapo Samueri akati kuimba yeIsraeri, “Kana muchidzokera kuna Jehovha nemwoyo yenyu yose, zvino chibvisai pakati penyu vamwari vavatorwa navaAshitoreti mugozvikumikidza kuna Jehovha uye mumushumire iye bedzi, uye achakudzikinurai kubva muruoko rwavaFiristia.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 7

Maonero 1 Samueri 7:3 akapoteredza