1 Samueri 7:13 BDMCS

13 Saka vaFiristia vakakurirwa uye havana kuzorwisa nyika yavaIsraeri zvakare. Uye ruoko rwaJehovha rwakarwa navaFiristia mazuva ose aSamueri.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 7

Maonero 1 Samueri 7:13 akapoteredza