1 Samueri 7:14 BDMCS

14 Maguta anobva kuEkironi kusvikira kuGati akanga apambwa navaFiristia kubva kuIsraeri akadzorerwa kwairi, uye Israeri yakasunungura rimwe dunhu rayo kubva muruoko rwavaFiristia. Uye pakazova norunyararo pakati peIsraeri navaAmori.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 7

Maonero 1 Samueri 7:14 akapoteredza