1 Samueri 8:22 BDMCS

22 Jehovha akapindura achiti, “Vateerere uye uvape mambo.” Ipapo Samueri akati kuvarume veIsraeri, “Munhu wose ngaadzokere kuguta rake.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 8

Maonero 1 Samueri 8:22 akapoteredza