1 Samueri 9:10 BDMCS

10 Sauro akati kumuranda wake, “Zvakanaka, uya tiende.” Saka vakasimuka vakananga kuguta kwaiva nomunhu waMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 9

Maonero 1 Samueri 9:10 akapoteredza