1 Samueri 9:11 BDMCS

11 Pavaikwira gomo kuenda kuguta iri, vakasangana navasikana vaienda kundochera mvura, vakavabvunza vachiti, “Muoni aripo here?”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 9

Maonero 1 Samueri 9:11 akapoteredza