1 Samueri 9:19 BDMCS

19 Samueri akapindura akati, “Ndini muoni. Chitungamira mberi kwangu kunzvimbo yakakwirira, nokuti nhasi unofanira kudya neni, mangwanani ndichakurega uchienda uye ndichakuudza zvose zviri mumweya mako.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 9

Maonero 1 Samueri 9:19 akapoteredza