1 Samueri 9:20 BDMCS

20 Kana zviri zvembongoro dzawakarasa mazuva matatu apfuura, usafunganya pamusoro padzo, dzakawanikwa. Zvino zvido zvose zveIsraeri zvatarira kuna ani kana kusiri kwauri iwe nemhuri yose yababa vako?”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 9

Maonero 1 Samueri 9:20 akapoteredza