1 Samueri 9:21 BDMCS

21 Sauro akapindura achiti, “Ko, handisi muBhenjamini, worudzi rudiki pane mamwe ose aIsraeri here, uye mhuri yangu haisi diki here pamhuri dzose dzaBhenjamini? Sei muchitaura chinhu chakadaro kwandiri?”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 9

Maonero 1 Samueri 9:21 akapoteredza