1 Samueri 9:22 BDMCS

22 Ipapo Samueri akatora Sauro nomuranda wake akapinda navo mumba yokudyira akavagadzika kumusoro kwaavo vakanga vakokwa, vaisvika makumi matatu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 9

Maonero 1 Samueri 9:22 akapoteredza