1 Samueri 9:2 BDMCS

2 Aiva nomwanakomana ainzi Sauro, jaya raiyemurika rakanga risina akaenzana naro pakati pavaIsraeri, akanga akareba kupfuura vose.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 9

Maonero 1 Samueri 9:2 akapoteredza