3 Zvino mbongoro dzaKishi, baba vaSauro, dzakanga dzarasika, Kishi akati kuna Sauro mwanakomana wake, “Tora mumwe wavaranda uende naye kundotsvaga mbongoro.”
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 9
Maonero 1 Samueri 9:3 akapoteredza