1 Samueri 9:4 BDMCS

4 Saka akapfuura nomunyika yamakomo yeEfuremu, akapfuurawo nomunzvimbo yakapoteredza Sharisha, asi havana kudziwana. Vakapfuurira mberi nomudunhu reSharimu, asi mbongoro dzakanga dzisiko. Ipapo akapfuura nomunyika yaBhenjamini, asi havana kudziwana.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 9

Maonero 1 Samueri 9:4 akapoteredza