1 Samueri 9:5 BDMCS

5 Pavakasvika mudunhu reZufi, Sauro akati kumuranda waaiva naye, “Uya tidzokere, zvimwe baba vangu vangarega kufunga nezvembongoro vakatanga kufunganya pamusoro pedu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 9

Maonero 1 Samueri 9:5 akapoteredza