1 Samueri 9:6 BDMCS

6 Asi muranda akapindura achiti, “Tarirai muguta rino mune munhu waMwari; anoremekedzwa zvikuru uye zvinhu zvose zvaanotaura zvinoitika. Handei ikoko iye zvino. Zvichida achatiudza nzira yokuenda nayo.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 9

Maonero 1 Samueri 9:6 akapoteredza