1 Samueri 9:25 BDMCS

25 Mushure mokunge vadzika kubva kunzvimbo yakakwirira vakaenda kuguta, Samueri akataura naSauro ari pamusoro pedenga reimba yake.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 9

Maonero 1 Samueri 9:25 akapoteredza