26 Vakamuka zuva richangobuda Samueri akadana Sauro ari padenga pemba akati, “Gadzirira ndigokurega uende hako.” Sauro akati agadzirira iye naSamueri vakabuda panze pamwe chete.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 9
Maonero 1 Samueri 9:26 akapoteredza