2 Madzimambo 1:16 BDMCS

16 Akaudza mambo kuti, “Zvanzi naJehovha: Imhaka yokuti muIsraeri hamuna Mwari here zvawatuma nhume kundobvunza Bhaari-zebhubhi, mwari weEkironi? Nokuti waita izvi, hauchambobva pamubhedha pawakarara. Zvirokwazvo uchafa!”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 1

Maonero 2 Madzimambo 1:16 akapoteredza