2 Madzimambo 1:3 BDMCS

3 Asi mutumwa waJehovha akati kuna Eria muTishibhi, “Kwira kumusoro undosangana nenhume dzamambo weSamaria uti kwavari, ‘Imhaka yokuti muIsraeri hamuna Mwari here zvamunondobvunza Bhaari-zebhubhi, mwari weEkironi?’

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 1

Maonero 2 Madzimambo 1:3 akapoteredza