7 Tsamba yakati yasvika kwavari, varume ava vakatora vanakomana vamambo vakavauraya vose vari makumi manomwe. Vakaisa misoro yavo mumatengu vakaitumira kuna Jehu muJezireeri.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 10
Maonero 2 Madzimambo 10:7 akapoteredza