2 Madzimambo 10:8 BDMCS

8 Nhume yakati yasvika, yakaudza Jehu kuti, “Vauya nemisoro yavanakomana vamambo.” Ipapo Jehu akavarayira akati, “Irongei mumirwi miviri pasuo reguta kusvikira mangwana.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 10

Maonero 2 Madzimambo 10:8 akapoteredza