2 Madzimambo 10:9 BDMCS

9 Fume mangwana Jehu akamuka akabuda. Akamira pamberi pavanhu vose akati kwavari, “Imi hamuna mhosva. Ndini ndakamukira tenzi wangu ndikamuuraya, asi ndiani auraya ava vose?

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 10

Maonero 2 Madzimambo 10:9 akapoteredza