2 Madzimambo 11:2 BDMCS

2 Asi Jehoshebha, mwanasikana waMambo Jehoramu nehanzvadzi yaAhazia, vakatora Joashi mwanakomana waAhazia ndokumuba kubva pakati pavana voumambo, vakanga vava pedyo nokuurayiwa. Akamuisa muimba yake yokurara nomureri wake achimuvanza kubva pana Ataria; saka haana kuurayiwa.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 11

Maonero 2 Madzimambo 11:2 akapoteredza