2 Madzimambo 12:20 BDMCS

20 Vabati vake vakaita rangano yokumumukira vakamuuraya paBheti Miro, panzira yaienda kuSira.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 12

Maonero 2 Madzimambo 12:20 akapoteredza