2 Madzimambo 12:21 BDMCS

21 Vabati vakamuuraya vakanga vari vanaJozabhadhi mwanakomana waShimeati naJehozabhadhi mwanakomana waShomeri. Iye akafa akavigwa namadzibaba ake muGuta raDhavhidhi. Uye Amazia mwanakomana wake akamutevera paumambo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 12

Maonero 2 Madzimambo 12:21 akapoteredza