2 Madzimambo 15:36 BDMCS

36 Zvino zvimwe zvakaitika pakutonga kwaJotamu, nezvaakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo dzamadzimambo eJudha?

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 15

Maonero 2 Madzimambo 15:36 akapoteredza