2 Madzimambo 17:34 BDMCS

34 Kusvikira nhasi vari kurambira mutsika dzavo dzekare. Havanamati Jehovha kana kuteerera mitemo nezvakatemwa, nemirayiro nemirau yakapiwa naJehovha kuvana vaJakobho, uyo waakatumidza kuti Israeri.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 17

Maonero 2 Madzimambo 17:34 akapoteredza