2 Madzimambo 17:35 BDMCS

35 Jehovha akati aita sungano navaIsraeri, akavarayira akati, “Musanamata kana vamwari vapi zvavo kana kuvapfugamira, kana kuvashumira kana kubayira kwavari.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 17

Maonero 2 Madzimambo 17:35 akapoteredza