2 Madzimambo 17:36 BDMCS

36 Asi Jehovha uyo akakubudisai kubva munyika yeIjipiti nesimba guru uye noruoko rwakatambanudzwa, ndiye oga wamunofanira kunamata. Ndiye wamunofanira kupfugamira uye ndiye wamunofanira kupa zvibayiro.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 17

Maonero 2 Madzimambo 17:36 akapoteredza