24 Ungagona seiko kukunda mumwe wamachinda madiki atenzi wangu kunyange dai uchivimba neIjipiti kuti uchapiwa ngoro navatasvi vamabhiza?
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 18
Maonero 2 Madzimambo 18:24 akapoteredza